LIVETALK DIASPORA FORUM; 29 Chikumi 2022

Your browser doesn’t support HTML5

LIVETALK DIASPORA FORUM; Nhasi tiri kutarisa zvakare nyaya yemagwaro eZimbabwe Exemption Permits ayo akamiswa kushanda neSouth Africa gore rapera, hurumende ichiti haisi kuzodzokera shure. Tina Muzvinafundo Ricky Mukonza, Amai Khethiwe Bhehe naVaMbuso Mhlanga. Muina Jonga Kandemiiri naGibbs Dube.

LIVETALK DIASPORA FORUM; Nhasi tiri kutarisa zvakare nyaya yemagwaro eZimbabwe Exemption Permits ayo akamiswa kushanda neSouth Africa gore rapera. Sangano reHelen Suzman Foundation riri kupikisa danho iri, asi hurumende iri kuti haisi kuzodzokera shure ichiti chirongwa ichi hachina kunzi chichagara zvachose. Tina Muzvinafundo Ricky Mukonza, Amai Khethiwe Bhehe naVaMbuso Mhlanga. Muina Jonga Kandemiiri naGibbs Dube.