Muzvare Mashayamombe Votambira Mutongo Unokwidza Makore eKuita zvePabonde Asi Vachikurudzira Paramende Kuti Ichidzika Mutemo

  • Jonga Kandemiiri

Muzvare Nyaradzo Mashayamombe vesangao reTALI

Vanorwira kodzero dzevanhu vari kuenderera mberi nekufara nemutemo wakaturwa nedare repamusorosoro reConstitutional Court, wekuti zera rinobvumidzwa zviri pamutemo kuita zvepabonde riende pamakore gumi nemasere kubva pamakore gumi nematanhatu.

Mumwe wevari kufara nedanho iri ndiMuzvare Nyaradzo Mashayamombe, vanove mukuru wesangano rinorwira kodzero reTag a Life International Trust, TALI.

Asi Muzvare Mashayamombe vanoti kunyange hazvo pave nemutongo uyu, panofanirwa kuchiiswa chikamu chemutemo chinodzikwa neparamende chinozopa mapurisa nematare edzimhosva masimba ekushandisa mutongo uyu.

Your browser doesn’t support HTML5

Hurukuro naMuzvare Nyaradzo Mashayamombe