Livetalk: The Connection with Mike Hove

Your browser doesn’t support HTML5

Muchirongwa cheThe Connection nhasi tiri kutarisa zviri kuitwa nevechidiki munyaya dzeCovid-19 pamwe nezvegakava riripo zvichitevera kusainwa kweConstitutional Amendment Bill Number 2 nemutungamiri wenyika kuti rive mutemo. Munokwanisa kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1-202-619-2077.