Nyaya Ina Godwin Mangudya
Your browser doesn’t support HTML5
Nhengo dzedare reZanu PF dzavhiringa musangano wekomiti yeparamende inoona nezvekuburitswa kwemashoko, dzichiti hapana nhengo yeMDC ichabvumidzwa kutungamira misangano yemakomiti kudzamara dzatambira VaEmmerson Mnangagwa semutungamiriri wenyika. Godwin Mangudya anotipa nyaya inotevera