Livetalk: The Connection with Mike Hove

Your browser doesn’t support HTML5

Nhasi muchirongwa chevechidiki, tirikutarisa zuva repiri Zimbabwe yabatana nedzimwe nyika mukucherechedza mazuva gumi nematanhatu ekukurudzira kuremekedzwa kwekodzero dzemadzimai nevanasikana. Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti +1 202 465 0318. Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti + 1 202 619 2077.