Livetalk: The Connection with Mike Hove

Your browser doesn’t support HTML5

Nhasi Muchirongwa tiri kutarisa zvingaitwe nevechidiki mukusimudzira hupfumi hwenyika kuitira kuti vechidiki vasabude munyika dzavo vachinotsvaga mafuro manyoro kune dzimwe nyika uko vanonosangana nemhirizhonga dzinobata vabvakure chete munyika dzavanenge vari. Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti + 1 – 202 – 619 - 2077