Livetalk

Your browser doesn’t support HTML5

Vari kunze kwenyika vasingakwanisi kunzwa nhepfenyuro yedu vava kukwanisa kunzwa kana kupawo pfungwa dzavo muchirongwa cheLiveTalk apo chinenge chiri pamhepo kubva na 8pm-9pm (Muvhuro-Chishanu). Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti + 1 – 202 – 619 - 2077