'Kodzero Dzevanhu Dzirikongotyorwa Nehurumende

Your browser doesn’t support HTML5

Vanorwira kodzero dzevanhu, VaDewa Mavhinga, vanoti hurumende yeZimbabwe yaidai yakapindudza zvinhu zvizhinji kuratidza kuti inokoshesa hupenyu hwevanhu vayo asi papera gore pasina chaitwa kana kusungwa kwemasoja akauraya vanhu musi wa 1Nyamavhuvhu, 2018.