Nyaya Ina Kiri Mudzamiri

Your browser doesn’t support HTML5

Nyanzvi munyaya dzehutano dzinoti dziri kutyira zvikuru kuti chirwere chechimbwamupengo chichanetsa zvikuru sezvo vanhu vakawanda vari kurumwa neimbwa dzisina kubaiwa jekiseni rinodzivirira chirwere ichi. Kiri Mudzamari anotsanangura.