Hurukuro naVaCarlos Chimbi

Your browser doesn’t support HTML5

Zvimwe zvizvarwa zveZimbabwe zviri muSouth Africa zvaratidzira pachipatara chiri muCape Town, apo panofungidzirwa kuti ndipo pari kurapwa mutevedzeri vemutungamiri wenyika, VaConstantino Chiwenga, zvichiti VaChiwenga vanofanirwa kudzokera vonorapwa kuzvipatara zvekumusha sevamwe vese.