Hurukuro na VaThompson Maziwa

Your browser doesn’t support HTML5

Vamwe vagari veKuKadoma vari kuchema nerekuti vari kuoneswa nhamo vachinzi ndivo vakakonzera kuratidzira kwakaitika munyika masvondo maviri apfuura. VaThompson Maziwa, vanoti zvinhu hazvina kumira zvakanaka munharaunda mavo.
Vamwe vagari veKuKadoma vari kuchema nerekuti vari kuoneswa nhamo vachinzi ndivo vakakonzera kuratidzira kwakaitika munyika masvondo maviri apfuura. Mutauriri wemubatanidzwa wevaikwikwidza vakazvimiririra musarudzo dzeku kadoma, VaThomas Maziwa, vanoti zvinhu hazvina kumira zvakanaka munharaunda mavo.