Nyaya In Taurai Shava

  • Taurai Shava

Your browser doesn’t support HTML5

Mhuri yemushakabvu Lucy Duve, gweta rairwira kodzero dzevanhu, yabatana nevamwe vanhu muguta reGweru vachifora mumugwagwa semucherechedzo wekuremekedza mufi pazuva rekupedzisira rekucherechedza 16 Days of Activism Against Gender-based Violence.