Musangano weMadzimai Vanobva Kumakereke Akasiyana Siyana Veku Zimbabwe Wotanga muNew York muAmerica

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Muvhangeri Theresa Dangwa avo vaka ronga musangano uyu vanoti zvinhu zviri kufamba zvakanaka uye vachange vane vanyarikani vanobva kuZimbabwe neAmerica vachasangana mukurumbidza Mwari. Marvellous Mhlanga-Nyahuye ataura naMuzvare Dangwa nezve chirongwa chavo.