Nyaya Ina Thomas Chiripasi

  • Thomas Chiripasi

Your browser doesn’t support HTML5

Komisheni yakagadzwa nemutungamiri wenyika kuti iongorore mhirizhonga yakaitika musi wa1 Nyamavhuvhu, nhasi yanzwa kuti mapurisa haana chaakaita kudzivirira mhirizhonga iyi kunze kwemasoja anonzi akabatsira kuti vairatidzira ava, vanonzi inhengo dzeMDC Alliance, vatize paiitwa mhirizhonga iyi.