Zimbabwe Constitutional Court Hearing

Your browser doesn’t support HTML5

Studio7 inokupai zviri kutepfenyurwa mudare reConstitutional Court muHarare zvichiuya kwamuri zvichibva kuna sahwira weVOA, Associated Press. Dare iri riri kunzwa chikumbiro chemutungamiri weMDC Alliance, VaNelson Chamisa, avo vari kupikisa kudomwa kwakaitwa VaEmmerson Mnangagwa semutungamiri wenyika musarudzo yemutungamiri wenyika yakaitwa musi wa 30 Chikunguru. Sezvo zviri kutepfenyurwa zviri kubva kuAssociated Press, sangano renhau iri rinogona kushandura zvinhu pasina chiziviso.