Vanorarama neHusope Vokokwa kuKereke yePHD neChitatu Kuti Vapihwe Mishonga neZvimwe Zvibatsiriso

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Vanorarama nehusope varikukokwa kukereke yePHD muHarare neChitatu uko Amai Magaya vachange vachipembera bhavhadheyi ravo. Amai Memory Munyoro vesangano reZimbabwe Albino Association uye vane vana vaviri vanorarama nehusope varikukoka vanhu kuti vaende kunopihwa mishonga nezvimwe neChitatu kuPHD.