Hurumende Inokuridzira Varimi Vachena Vasisina Mapurazi Kushanda Pamwe Chete Neavo vanawo

Your browser doesn’t support HTML5

Gurukota rezvekurima, vaPerrance Shiri, vari kukuridzira varimi vachena vasisina mapurazi kuti vashande pamwe chete nevarimi vane mapurazi kuwedzera goho uye nekusimudzira hupfumi hwenyika.