Vabereki Vane Vana Vacheche Vokurudzirwa Kuti Vapfekedze Vana Vavo Zvinodziya Panguva Ino yeKutonhora
Your browser doesn’t support HTML5
Chiremba vanoshanda kuchipatara cheParirenyatwa, Doctor Ddgar Munatsi, vanoti huwandu hwevanhu vakuru pamwe nevacheche vari kushanyira chipatara ichi vabatwa nezvirwere zvinokonzerwa nechando huri kukwira, asi vanoti hunokwanisa kudzikira kana vanhu vakakwanisa kuzvidzivirira kubva kumhepo.