Vachamirira Mubatanidzwa wePeople’s Rainbow Coalition Amai Joyce Mujuru Vanoti Vakagadzirira Kuita Mutungamiri weNyika weChidzimai weKutanga
Your browser doesn’t support HTML5
Mutungamiri webato re NPP, uye vari vachamirira mubatanidzwa we People’s Rainbow Coalition musarudzo yemutungamiri wenyika, Amai Joyce Mujuru, vanoti zvakakosha kuti veruzhinji vazive kuti madzimai anokwanisawo kutonga nyika sezvo ivo vakagadzirira kuve mutungamiri wechidzimai wekutanga munyika.