Mubatanidzwa weMadzimai weWomen Of Dominion woBatanidza Vazhinji Vanobva Kuma Kereke Akasiyana Siyana muAmerica
Your browser doesn’t support HTML5
Madzimai anobva kumakereke akasiyana siyana muAmerica akabatana pamubatanidzwa wakaitwa neChina uchipera neSvondo kuEllicot City muMaryland wakarongwa negungano reWomen Of Dominion. Sachigaro vesangano iri Amai Maud Makoni vanoti zvakakosha kuti madzimai vari muDiaspora vakoshese kurumbidza mwari.