Zuva reMadzimai reInternational Women's Day Rotarisirwa kucherechedzwa Pasi Rose Mangwana

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Gurukota rionoona nezvemadzimai nevechidiki, Amai Sithembiso Nyoni, vanoti madzimai vanhu vakakosha muhupenyu sezvo vari ivo vanobereka nekureva vana chero zvinhu zvakavaomera zvakaita sei. Tinokukokayi kuti mutipe pfungwa dzenyu nezve zuva remadzimai reInternational Women's Day iri.