Musikana Anoti Akarohwa naAmai Grace Mugabe Oramba Kupihwa Mari Kuti Asaende kuDare redziMhosva

  • Blessing Zulu

Your browser doesn’t support HTML5

Gweta riri kumirira musikana anonzi akarohwa naAmai Grace Mugabe, VaGerry Nel vakaudza Studio 7 nemusi weChina kuti vanhu vaimirira Amai Mugabe avo vasina kudomwa nemazita vakayedza kuti musikana uyu, Gabriella Engel areve mari yaanoda kuti nyaya iyi isaende kudare. Tererayi motumira vamwe.