Chizvarwa cheZimbabwe Amai Sharon Njobo Vari muCanada Voshanda Zvinemutsindo neMadzimai emuAfrica

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Chizvarwa cheZimbabwe Amai Sharon Njobo avo vari muCanada vanoti varikushanda zvinemutsindo nemadzimai emuAfrica nedzimwe nyika dzinosanganisira Zimbabwe pasi pesangano reADRA Canada, mukuyedza kuchengetedza hutano hwevanhukadzi panguva yavanenge vakazvitakura, nevana vari pasi pemakore mashanu.