Sangano reMadzimai reFEMNET Rofadzwa Nezvakabuda Kumusangano Warakakokera kuKenya

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Vanowona nezvekufambiswa kwezvirongwa musangano reFEMNET amai Memory Zonde-Kachambwa vanoti vari kufadzwa nezvakabuda pamusangano wakapindwa nemadzimai mazhinji emuAfrica kusanganisira Zimbabwe. Musangano uyu wainzi "Safeguarding Our Gains African Women's Conference On 2030 Agenda On SDG's kuKenya.