Misoro yeNhau dzaNhasi, Chitatu, Kukadzi 22, 2017
Your browser doesn’t support HTML5
Hurumende inoti ichapa ZEC mamiriyoni gumi nemanomwe emadhora ichashandiswa kutenga michina yechizvino zvino ichashandiswa kunyoresa vavhoti, kana kuti Biometric Voter Registration kits. Marvellous Mhlanga-Nyahuye anokupayi misoro yenhau dzanhasi.