Mapurisa Oshungurudza Nekusunga Vanoita Zvekutengesa Mumigwagwa muHarare

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Your browser doesn’t support HTML5

Mumwe mudzimai ane mwana mudiki anotengesa mumigwagwa muHarare asungwa pamwe nekushungurudzwa nemapurisa. Sachigaro we National Vendors Union Of Zimbabwe, Va Sten Zvorwadza vanoti havasi kuziva kuti mudzimai uyu ari kupi. VaZvorwadza vataura naMarvellous Mhlanga-Nyahuye weStudio 7 nezve nyaya iyi.