Masangano Anorwira Kodzero Dzevanhu Vozeya Mamiriro Ange Akaita Zvinhu Gore Rino
Your browser doesn’t support HTML5
Mutungamiri wesangano reZimbabwe Women In Politics Alliance, muzvare Lynda Masarira, mumwe weavo vange vari pamusangano uyu, wakakokerwa nesangano re Crisis In Zimbabwe Coalition vanoti wakafamba zvakanaka sezvo wange uchizeya mamiriro ange akaita zvinhu munyika munyaya dzekodzero dzevanhu.