Priscilla Misihairambwi-Mushonga MDC-N Parliamentarian

Your browser doesn’t support HTML5

Mumwe wevadare vakaenda kuKuwait vakadzoka nemadzimai makumi matatu nembiri vange vachibatwa senhapwa munyika iyi varikuyambira vasikana nemadzimai kuti vasakwezvewe moyo makakoronyera anovanyepera kuti kune huchi nemukaka kunyika dzakadayi. Vanoti madzimai mazhinji akaendako arikubatwa senhapwa.