ZimPlus: Nhau Dze Studio 7-Chishanu,Gunyana, 27, 2013

Your browser doesn’t support HTML5

Zimbabwe iyo iri kunetsekana zvikuru  nenyaya yekugadzirisa hupfumi hwayo inoti yave kuzoumba homwe yemari ichashandiswa mumabasa ebudiriro ichishandisa zviwanikwa zvayo kana kuti Sovereign Wealth Fund. Asi patotanga kukandirwanwa makobvu nematete pakati peZanu-PF nebato rinopikisa reMDC-T kuti iyi ipfungwa yaani.