VaUhuru Kenyatta Votora Mhiko seMutungamiri weKenya

Your browser doesn’t support HTML5

VaUhuru Kenyatta neChipiri vakatora mhiko yekuva mutungamiri wenyika yeKenya mutsva. Vatungamiri vedzimwe nyika kusanganisa mutungamirii wenyika VaRobert Mugabe vainge vari muNairobi vachiona Vauhuru vachitora mhiko. VaRaila Odinga avo vakakundwa musarudzo naVaKenyatta havana kuenda.