Hurumende Inomisa Kutengesa Mangoda kuMakambani Anoachenesa

Bazi rezvicherwa rinoti makambani aya pachinzvimbo chekuchenesa mangoda aya, ari kuatengesa akadaro, izvo vati hazvisi pamutemo.