Accessibility links

Breaking News

Vadzidzisi Voronga Kumbomira Mabasa Kusvika Zvichemo Zvavo Zvagadziriswa


Nhengo dzeARTUZ dzichiratidzira
Nhengo dzeARTUZ dzichiratidzira

Zichitevera musangano waitwa nevamiriri vemasangano evarairidzi ose muHarare nhasi, varairidzi varonga kuratidzira pamuzinda wemutungamiriri wenyika we State House musi wa 27 Kubvumbi uye kuramwa mabasa muna Chivabvu kana hurumende ikasagadzirisa zvichemo zvavo.

Mutungamiri werimwe remasangano aya, re Amalgamated Rural Teachers Union of Zimbabwe, ARTUZ, VaObert Masaraure, vaudza Studio 7 kuti vadzidzisi vane zvichemo zvinofanira kugadziriswa zvinosanganisira zvekuti vadzidzisi, zvikuru vari kumaruwa, vasashungurudzwa nevezvematongerwo enyika, zvikuru vatsigiri veZanu-PF.

please wait

No media source currently available

0:00 0:02:08 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG