Accessibility links

Breaking News

Zviuru Nezviuru Zvinopinda Mumusangano WeMDC-T kuNyanga


Nelson Chamisa
Nelson Chamisa

Mutungamiri weMDC-T VaNelson Chamisa emusi weSvondo vakaita musangano mukuru paRuwangwe Business Centre, kuNyanga North, Manicaland.

VaNelson Chamisa
VaNelson Chamisa

NeMugovera, VaChamisa vakange vari paKondo Business Centre kuManicaland zvekare apo painge paine vatsigiri vavo vakawanda. Vamwe vatungamiri vari mumubatanidzwa weMDC Alliance vari kuitawo misangano kunzvimbo dzakasiyana kumaruwa.

Vatsigiri veMDC-T
Vatsigiri veMDC-T

Mutauriri weMDC-T muManicaland, VaKudzai Saruwaka, vaudza Studio 7 kuti kuwanda kwevanhu vari kuuya kumisangano yavo kunotyisa uye vanhu ava vakanyoresa kuvhota musarudzo gore rino.

please wait

No media source currently available

0:00 0:04:20 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG