Accessibility links

Breaking News

VISET Yotenderera neNyika Ichipa Dzidziso yeCovid-19 Nhengo Dzayo


Harare vendors
Harare vendors

Sangano reVendors Initiative for Social and Economic Transformation, VISET, rinoti riri kutenderera nenyika yose richipa dzidziso kunhengo dzaro pamusoro pedenda reCovid-19 pamwe nekukokasha kwekubaiwa nhomba yekudzivirira chirwere ichi pasi pechirongwa chinonzi “People’s Vaccine Campaign”.

Mukuru weVISET, VaSamuel Wadzayi, vanoti vari kuita chirongwa ichi vachishanda vakabatana nesangano reOXFAM, uye vanotsigirwawo nemapazi ehurumende akasiyanasiyana.

VaWadzayi vanoti kusvika pari nhasi vaita chirongwa ichi muMasvingo neGweru, uye vari kutarisira kupinda muHarare neBulawayo nemamwe matunhu.

please wait

No media source currently available

0:00 0:03:09 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG