Accessibility links

VaTsvangirai Vanoenda kuSouth Africa Zvasiya Vanhu Vaine Maonero Akasiyana


VaMorgan Tsvangirai

Mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, vanonzi vadzokera zvakare kuSouth Africa zvechimbi chimbi vamwe havasi kunzwa zvakanaka., ukuwo bato ravo richiti handizvo.

VaTsvangirai vakadzoka kumusha masvondo maviri apera mushure mekurapwa kwakare kuSouth Africa.

Munyori mukuru weMDC, VaDouglas Mwonzora, vanoti zviri kutaurwa pamusoro pekurwara kwaVa Tsvangirai ndezvemanyepo.

Vanoti bato ravo ratuma Va Tsvangirai kuSouth Africa nenyaya dzebasa sezvo vasingafanirwe kushaikwa pamusangano uyu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG