Accessibility links

Breaking News

Vateereri veStudio7 Voshuvira Gore Idzva Richange Riri Nani


programs-studio7
programs-studio7

Zvizvarwa zveZimbabwe zviri kunze kwenyika zvinoti zvine tarisiro yekuti gore rinouya richange riri nani kupfuura makore apfuura.

Vataura paStudio7 vanosanganisira VaJonathan Banda naVaTangai Mapfumo avo vari muBotswana; VaRobert Muchadenyika kuZimbabwe, Amai Alima Shumba Mapfumo vari kuSouth Africa; pamwe naVaTapiwa Makuni vari kuAustralia.

Vanhu ava vanobvuma kuti gore ra 2017 ranga rakaomera vanhu vari muZimbabwe. As vanoti shuviro yavo ndeyekuona gore ra 2018 rakarerukira veruzhinji.

please wait

No media source currently available

0:00 0:06:24 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG