Accessibility links

Breaking News

Zimbabwe Stock Exchange Ichatangidza Kushanda neMuvhuro


Zimbabwe Stock Exchange

Musika weZimbabwe Stock Exchange uri kutarisirwa kutanga kushanda nemusi weMuvhuro.

Asi nyanzvi munayay dzehupfumi, VaVictor Bhoroma, vanoti makambani anoti Old Mutual, Seed Co International ne PPC anzi ambomira kushandisa musika uyu sezvo ari kuferefetwa nebazi reFinancial Intelligence Unit panyaya dzaari kupomerwa dzekuti aisafambisa mari zvakanaka.

please wait

No media source currently available

0:00 0:03:22 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG