Kushaikwa kwemari munyika koita kuti vanhu vapinde mukisimusi vasina mufaro…
Zimbabwe Exiles Forum yokurudzira kuvandudzwa kwemitemo yesarudzo sarudzo dza 2018 dzisati dzaitwa…
Vezvematongerwo enyika vokurudzirwa kusashandisa mashoko anokurudzira kuvengana kwemarudzi…
Mafashamu ovhiringa misha yakawanda kuCabatsha kunze kweBulawayo....
Muchirongwa chedu chevechidiki, che The Youth Connection…tiri kutarisa nyaya yenhumbu dziri kuitwa nevechidiki....
Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…
Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave…
Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona nekudzvinya pakanzi LIKE.