Accessibility links

Breaking News

Misoro yenhau, Muvhuro 24, 2019


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7

Hurumende inoti vanhu vave kungobvumidzwa kushandisa mari yemaRTGS chete munyika kwete dhora rekuAmerica, Rand, Pula nedzimwe dzange dzichishandiswa kunyangwe nyanzvi munyaya dzezvehupfumi dzichiti hapana zvizhinji zvichachinja kumunhuwo zvake.

Poita kusawirirana panyaya yekuramwa mabasa pakati pevashandi vari mubazi rezvehutano vanamukoti muHarare vachiti vari kuda kumbopa hurumende nguva.

Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa votarisirwa kuvhura zviri pamutemo musangano weAfrica Wildlife Summit kuVictoria Falls.

Muchirongwa chedu cheLiveTalk na8 pm nhasi, tiri kutarisa nyaya yehurumende yekuti vanhu vatenge nemari yemaRTGS chete munyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kutererera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 6040, ne 15460 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Munokwanisawo kunzwa Studio7 na6 am - Muvhuro kusvika Chishanu, pamasaisai anoti 909 am, 4930, 7270, ne 9885 Short Wave.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:44 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG