Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, China, Chivabvu 02, 2019


Nhau DzeShona Studio7

Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa votaura nemadzishe kuManicaland nenyaya yekuti vamwe vanhu vakawirwa nedambudziko recyclone Idai vatamiswe asi vamwe vachigunun’una kuti havazowane muripo kubva kuhurumende.

Bhanga reStandard Chartered Bank rave kumisa vamwe vashandi basa sezvo rave kuvhara mamwe mapazi aro richienda kuChina.

Nyanzvi munyaya dzezvekudya nehupfumi dzinoti zvinhu muZimbabwe zvaoma kudarika muna 2008 uye mari iri kuwanikwa nevanhu haina zvairi kutenga zvakawanda.

Nigeria Football Federation inoti ichatamba mitambo yekuenzana simba neZimbabwe neSenegal mugadziriro yemakwikwi eAfrica Nations Cup.

Muchirongwa cheWomens Round Table na8pm nhasi tiri kutarisa nyaya yekudhura kwezvinhu munyika nematambudziko ozvokonera kunyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 6040, ne 15460 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:44 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG