Hurongwa hweZimbabwe International Trade Fair hwegore rino hunotanga zviri pamutemo makambani akawanda achiratidza zvigadzirwa zvawo.
MDC inotungamirwa naVaNelson Chamisa yasarirwa nedunhu reSouth Africa kuti ipete makongiresi ayo ematunhu VaChamisa vachidomwa nematunhu ose pasina anovakwikwidza kuti vasarudzwe vasarudzwe kukongiresi yebato semutungamiri webato mwedzi unouya
Mhuri dzinodarika zana nemakumi maviri dzinopihwa chiziviso chekuti dzibve papurazi reMapinga apo dzinoti dzakagariswa patsva muna 2003
Hurumende yoramba ichityityidzira vemabhizinisi vari kukwidzwa mitengo yezvinhu, ichiti icharanga vasiri kuteerera zvairi kutaura kuti mitengo isakwidzwe
Muchirongwa cheThe Connection 8pm tiri kutarisa zviri kuitwa nevechidiki apo nyika yava nemakore makumi matatu nemapfumbamwe yawana kuzvitonga.
Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318…
Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 6040, ne 15460 Kilohertz paShortwave mazuva ose.
Munokwanisawo kunzwa Studio7 na6 am - Muvhuro kusvika Chishanu, pamasaisai anoti 909 am, 4930, 7270, ne 9885 Short Wave
Facebook Forum