Kambani yeEconet yopinda muhurongwa hwekubatsira kuchenesa nzvimbo dzakawirwa nedambudziko redutumupengo nemafashamu eCyclone Idai mumatunhu eChimanimani neChipinge kuManicaland.
America inoisa imwe mari inoita madhora mamiriyoni maviri nechidimbu semari yekushandisa kutenga chikafu nezvimwe zviri kudiwa nevanhu vekuChimanimani neChipinge
Vanhu vekuChimanimani neChipinge votaura pamusoro pematambudziko avakatarisana nawo zvichitevera kuparadzwa kwematunhu avo neCyclone Idai.
Vakaremara vochema chema nemamiriro akaita zvinhu muzvikoro zvepamusoro soro izvo zvisingasvikike nyore kune vakaremara
Muchirongwa cheLiveTalk na 8pm tiri kutarisa mhirizhonga iri kuitika muSouth Africa yakanangana nezvizvarwa zvisiri zvemunyika.
Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318…
Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 6040, ne 15460 Kilohertz paShortwave mazuva ose.
Facebook Forum