Accessibility links

Breaking News

Misoro yenhau, China, Mbudzi 22, 2018


Nhau DzeShona Studio7
Misoro yenhau, China, Mbudzi 22, 2018
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:14 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Gurukota rezvemari Muzvinafundo Mthuli Ncube voparura bhajeti ravo rekutanga asi muparamende muchiita mhirizhonga apo nhengo dzeMDC dzichimanikidzwa kubuda mudare nemapurisa dzichinzi dzaramba kusimuka semunongedzo wekuremekedza mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa.

Nezuro Studio 7 yakaita hurukuro muHarare ichitarisa mazuva zana mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa vatora mhiko yekutungamira nyika tichatepfenyura hurukuro iyi mangawana

Komisheni iri kuongorora kuurayiwa kwakaitwa vanhu nemauto musi wa 1 Nyamavhuvhu yoenderera mberi ichinzwa humbowo kubva kuvanhu muHarare muchuchusi wehurmende achiti musoja akatorwa vhidhiyo achipfura vanhu anofanira kuferefetwa.

World Food Programme inoti iri kutsvaga mari inosvika mamiriyoni matanhatu nechidimu kubatsira vapoteri vanosvika zviuru gumi nevaviri vari pakamba yevapoteri yeTongogara Refugee Camp kwemakore matatu anotevera.

Munhau dzemitambo, tine hurukuro nemutambi weRugby ane mukurumbira Tendai Mtawarira uyo ari kushanya muno muAmerica parizvino.

Muchirongwa cheLiveTalk-Womens Round Table na8 pm nhasi tiri kutarisa nyaya yebhajeti raparurwa nhasi.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 15460 ne (13860) Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Munokwanisawo kunzwa Studio7 na6 am - Muvhuro kusvika Chishanu, pamasaisai anoti 909 AM, (6175 ne 9875) Short Wave

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG