Accessibility links

Breaking News

Misoro yenhau dzedu dzanhasi, Muvhuro, Mbudzi 19, 2018


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Misoro yenhau dzedu dzanhasi, Muvhuro, Mbudzi 19, 2018
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:57 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

ZIMRA inoti vanhu vari kutengesa zvinhu nemari yekuAmerica vanofanira kubhadharawo mutero nedhora rekuAmerica kwete nemaRTGS kana mabond notes.

ZESN inoti gwaro revavhoti riri kushandiswa pasarudzo dzeby-election kwaMutoko mwedzi uno riri nani pane raishandiswa makore apfuura.

Vagari vekuMasvingo vochema chema nedambudziko remvura meya weguta achiti ragadziriswa.

Kunyanyangwe hazvo papera gore vaive mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe vabviswa pachigaro, vakawanda vanoti hapana zvanyanya kuchinja munyaya dzezvehupfumi.

Vatsigiri vechikwata chemaWarriors vochema chema nekukundwa kwakaitwa chikwata chavo neLiberi nezuro.

Muchirongwa cheLiveTalk-na8 pm nhasi tiri kutarisa nyaya yemamiriro ezvehupfumi papera gore vaive mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe vabviswa pachigaro.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 6040, ne 15460 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Munokwanisawo kunzwa Studio7 na6 am - Muvhuro kusvika Chishanu, pamasaisai anoti 909 am, 4930, 7270, ne 9885 Short Wave

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG