Crisis in Zimbabwe Coalition yoshora mauto nekuramba kuti ndiwo akapfura vanhu musi wa 1 Nyamavhuvhu muHarare.
Vaimbova varwiri vehondo mudunhu re Mashonaland West vanoti vave kuda kudzinga basa sachigaro wavo VaChris Mutsvangwa.
Zvimwe zvizvarwa zveZimbabwe zviviri zvinoita basa rekuchengetedza mhuka zvonyimwa mavhiza ekupinda muBritain kuti zvinopihwa mubayiro nesangano reZimbabwe International Womens Awards.
Varume vemuZimbabwe nekuUganda vanonzi nemumwe chiremba ndivo vanobatwa nechirwere chepanhengo yakavanzika kunyanya.
Zimbabwe yobatana nedzimwe nyika kucherechedza zuva rechirwere cheshuga.
Kambani inogadzira hembe yeAcher Zimbabwe yotarisirwa kugumura vanhu mazana maviri basa sezvo chibvumirano chekutengeserana pakati peZimbabwe neSouth Africa cha1964 chosvika kwamvura yacheka makumbo.
Vamwe Vatambi veZimbabwe Warriors voenda kuLiberia kumutambo weAfrica Nations Cup nemusi weSvondo.
Muchirongwa cheLiveTalk-Diaspora Forum na8pm nhasi tiri kutaura nezvemaonero ezvizvarwa zveZimbabwe zviri kunze kwenyika papera gore vaive mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe vabviswa pachigaro.
Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318…
Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 6040, ne 15460 Kilohertz paShortwave mazuva ose.
Munokwanisawo kunzwa Studio7 na6 am - Muvhuro kusvika Chishanu, pamasaisai anoti 909 am, 4930, 7270, ne 9885 Short Wave
Facebook Forum