Nhengo dzedare reNational Assembly dzozeya bhiri rekuvandudza mitemo inobata sarudzo.
Zimbabwe Electoral Commission yosangana nemapato ezvematongerwo enyika ichizeya nawo nyaya yegwaro revavhoti, uye kuongororwa kwaro.
Mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, voita musangano nezvizvarwa zveZimbabwe zviri kuQatar
Vana vechikoro vodzorwa kudzimba nezvikoro zvasiyana siyana munyika yose vachinzi havana kubhadhara mari dzechikoro, asi hurumende ichiti hapana mwana anofanirwa kudzorerwa mari dzechikoro.
Pastor vekurota kuti vaimbove mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vachafa muna Gumiguru gore rapera, Pastor Phillip Mugadza, vanojiona bato reUnited Democracy Movement semutevedzeri wemutungamiri webato iri.
Muchirongwa cheThe Connection paLiveTalk na8pm, tiri kutarisa kuvhurwa kwaitwa zvikoro
Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318…
Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 6040, ne 15460 Kilohertz paShortwave mazuva ose.
Munokwanisawo kunzwa Studio7 na 6 am - Muvhuro kusvika Chishanu, pamasaisai anoti 909 am, 4930, 7270, ne 13630 Short Wave
Musakanganwe kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.
Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.
Facebook Forum