Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Kurume 23, 2018


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Kurume 23, 2018
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:15 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Vana chiremba vanoti vacharamba vachiratidzira kudzamara hurumende yanyorerana navo pasi zvose zvairi kuvimbisa.

National Council yeMDC-T yozeya gakava riripo pakati paMuzvare Thokozani Khupe naVaNelson Chamisa.

Zanu PF yobuda nehurongwa hwekuita ma primary elections mubato iri pamberi pesarudzo dzichaitwa gore rino.

America youmba bhiri remutemo unobata zvirango zvakatemerwa vakuru muhurumende yeZimbabwe pamwe nemadzisahwira avo.

Nhengo dzeEuropean Union dzinosangana nenhengo dzeparamende vachikurukura zvine chekuita nesarudzo.

Vaimbove mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, votarisirwa kumiswa pamberi pekomiti inoona nezvezvicherwa kuti vape humbowo pamari yemangoda inonzi yakatsakatika.

Muchirongwa cheLiveTalk na8pm, tiri kutarisa kuratidzira kuri kuita vana chiremba pamwe nematambudziko ari kusangana nevarwere.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 13860, 6080, 15580 ne 15460 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwe kuteerera zvimwe zvirongwa zvedu na 6am kubva neMuvhuro kusvika Chishanu.

Musakanganwe kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG