Zimbabwe inobatana nepasi rose mukucherechedza zuva revanhukadzi pasi rose, reInternational Women’s Day.
Masangano anorwira kodzero dzevanhu oshushikana zvikuru nemauto azadzwa munzvimbo dzakasiyana siyana achityora kodzero dzevanhu.
Zimbabwe inocherechedzawo zuva revanonetseka neitsvo pasi rose, re International Kidney Day.
Russia yoisa maziso ayo pazvicherwa zvakaita semangoda, platinum nezvimwe, zvichitevera rwendo kuZimbabwe rwegurukota rinoona nezvekunze kweRussia.
Muchikamu chedu chechina nhasi, Studio7 inotarisa zvakadzama makakatanwa ari kuitika muMDC-T
Muchirongwa cheWomen’s Forum na8pm, tiri kutarisa zvinoreva zuva revanhukadzi pasi rose re International Women’s Day.
Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…
Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 13860, 6080, 15580 ne 15460 Kilohertz paShortwave mazuva ose.
Musakanganwe kuteerera zvimwe zvirongwa zvedu na 6am kubva neMuvhuro kusvika Chishanu.
Musakanganwe kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.
Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.
Facebook Forum