Mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, vanoti bato ravo harina hurongwa hwekupinda muhurumende yemubatanidzwa vachiti chinangwa chavo ndechekupinda musarudzo dzinenge dzakachena gore rinouya.
Mauto oramba ari mumigwagwa achishanda nemapurisa, kunyange hazvo hurumende iri kubvuma kuti zvinhu zvagadzikana munyika..
Vanopikisa vataura pamusoro pekutara zuva rakaberekwa VaMugabe sezororo iri pamutemo.
Nhengo yeZanu PF, VaKudzai Chipanga, vanonyimwa mukana wekubvisa mari yechibatiso.
Vaive gurukota rezvemari, VaIgnatius Chombo, vomiswawo pamberi pedare vachipomerwa mhosva dzehuori
Muchirongwa cheLiveTalk na 8pm, tiri kutarisa chirongwa che Operation Restore Order, icho hurumende inoti mauto acharamba ari mumigwagwa achibatsirana nemapurisa .
Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…
Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.
Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.
Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu
Facebook Forum