Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Chikunguru 21, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Chikunguru 21, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:34 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, vanoti hurongwa hwekuda kushanda pamwe chete naAmai Joice Mujuru hwakona n’anga murapwa achada.

Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vanosangana nevechidiki muZanu PF ku Lupane.

Vari kudawo kukwikwidza musarudzo yemutungamiri wenyika, VaNkosana Moyo, vanoti vane nzira itsva yavachashandisa mukutsvaga vatsigiri vachavavhotera.

Vechediki vari kuda kunyoresa kuvhota vanoti Zimbabwe Electoral Commission inofanirwa kusiyana nemurawo unosungira vanhu kuti vave nemagwaro anoratidza kuti vanogara kupi.

Muchirongwa cheLiveTalk na8pm tiri kutarisa zviri kuitika munyaya dzematongerwo enyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG